Difficulty
Moderate
Steps
6
Time Required
Suggest a time??
Sections
1
- Head and Handle (Shona)
- 6 steps
Flags
0
BackBush Pump
Full Screen
Options
History
Save to Favorites
Download PDF
Edit
Translate
Get Shareable Link
Embed This Guide
Notify Me of Changes
Stop Notifications
Introduction
Iva nechokwadi kuti ushandise vanhu vaviri kana kupfuura kana uchitevedza gwaro rino rekurayira kuti udzivirire kukuvara, nekuti musoro wepombi unogona kurema.
Step 1
Head and Handle (Shona)
- Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.
- Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.
Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.
Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.
1024
Step 2
- Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.
Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.
Step 3
- Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.
Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.
Step 4
- Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.
Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.
Step 5
- Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.
- Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.
- Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.
Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.
Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.
Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.
Step 6
- Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona
Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona
Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.
Cancel: I did not complete this guide.
Author
with 2 other contributors
iRobot
Member since: 09/24/2009
1 Reputation
646 Guides authored
Badges:
36
+33 more badges